Eksodo 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋanhu ʋakapararira kunyika yose yeEgipita kuzoʋuŋganidza mashaŋga panɀimbo yoʋuswa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vanhu vakapararira kunyika yose yeIjipiti kuzounganidza mashanga panzvimbo youswa. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Saka vanhu vakapararira muIjipiti yose kundounganidza mashanga kuti vaashandise pachinzvimbo chouswa. Onani mutuwo |