Eksodo 4:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vanhu vakabva vabvuma. Pavakanzwa kuti Tenzi akashanyira vaIsiraeri, akaonawo kutambudzika kwavo, vakakotamisa misoro kwaari vakapfugama kumunamata. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋanhu ʋakatenda; ɀino ʋakati ʋanzwa kuti Jehova washanyira ʋana ʋaIsraeri, akaʋona kunetswa kwaʋo, ʋakakotamisa misoro yaʋo, ʋakanamata Jehova. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200231 Vanhu vakatenda; zvino vakati vanzwa kuti Jehovha washanyira vana vaIsiraeri, akaona kunetswa kwavo, vakakotamisa misoro yavo, vakanamata Jehovha. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vanhu vakabva vabvuma. Pavakanzwa kuti Tenzi akashanyira vaIsiraeri, akaonawo kutambudzika kwavo, vakakotamisa misoro kwaari vakapfugama kumunamata. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vanhu vakabva vabvuma. Pavakanzwa kuti Tenzi akashanyira vaIsiraeri, akaonawo kutambudzika kwavo, vakakotamisa misoro kwaari vakapfugama kumunamata. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 vakatenda. Uye pavakanzwa kuti Jehovha akanga ane hanya navo, uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo, vakakotama pasi vakanamata. Onani mutuwo |