Eksodo 4:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akataurira Aroni kuti, “Enda undochingura Mosesi kurenje.” Aroni akandosangana naMosesi pagomo raMwari, akamukwazisa achimutsvoda. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Jehova wakati kunaAroni: Enda kurenje undosoŋgana naMosesi. Iye akaenda, akandosoŋgana naye pagomo raMŋari, akamuȿeta. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Jehovha akati kuna Aroni, “Enda kurenje undosangana naMosesi.” Iye akaenda, akandosangana naye pagomo raMwari, akamutsvoda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akataurira Aroni kuti, “Enda undochingura Mosesi kurenje.” Aroni akandosangana naMosesi pagomo raMwari, akamukwazisa achimutsvoda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tenzi akataurira Aroni kuti, “Enda undochingura Mosesi kurenje.” Aroni akandosangana naMosesi pagomo raMwari, akamukwazisa achimutsvoda. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Jehovha akati kuna Aroni, “Enda kurenje undosangana naMozisi.” Saka akasangana naMozisi pagomo raMwari uye akamutsvoda. Onani mutuwo |