Eksodo 4:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mwari ndokubva amuregera. Chakakonzera mudzimai uyu kuti ati, “Ndichinemi somurume wangu nokuda kweropa iri,” kwaiva kudzingisa ikoku. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Naiɀoɀo wakamurega. Ipapo akati: Uri cikomba ceropa nokuɗa kwokudziŋgiswa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200226 Naizvozvo akamurega. Ipapo akati, “Uri chikomba cheropa nokuda kwokudzingiswa.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mwari ndokubva amuregera. Chakakonzera mudzimai uyu kuti ati, “Ndichinemi somurume wangu nokuda kweropa iri,” kwaiva kudzingisa ikoku. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mwari ndokubva amuregera. Chakakonzera mudzimai uyu kuti ati, “Ndichinemi somurume wangu nokuda kweropa iri,” kwaiva kudzingisa ikoku. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Saka Jehovha akamurega. Panguva iyoyo Zipora akati kwaari, “Murume weropa,” achireva nezvokudzingiswa. Onani mutuwo |