Eksodo 4:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino ndinoti rega mwanakomana wangu Isiraeri aende kundondinamata. Asi iwe uri kuramba. Chinzwa, ini ndichaurayawo mwanakomana wako wedangwe.’ ” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ndakati kwauri: Tendera mŋanakomana waŋgu kuenda andinamate; iwe ukaramba kumutendera; ɀino tarira ndicaʋuraya mŋanakomana wako weɗaŋgwe. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200223 ndakati kwauri, ‘Tendera mwanakomana wangu kuenda andinamate’; iwe ukaramba kumutendera; zvino tarira ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino ndinoti rega mwanakomana wangu Isiraeri aende kundondinamata. Asi iwe uri kuramba. Chinzwa, ini ndichaurayawo mwanakomana wako wedangwe.’ ” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvino ndinoti rega mwanakomana wangu Isiraeri aende kundondinamata. Asi iwe uri kuramba. Chinzwa, ini ndichaurayawo mwanakomana wako wedangwe.’ ” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye ndinoti kwauri, “Rega mwanakomana wangu aende, kuti anondinamata.” Asi kana ukaramba kumutendera kuti aende, ndichauraya mwanakomana wako wedangwe.’ ” Onani mutuwo |