Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino Jehova akati kunaMosesi paMidiani: Enda, udzokere Egipita, nokuti ʋanhu ʋose ʋaitȿaka kukuʋuraya ʋakafa.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi paMidhiani, “Enda, udzokere Ijipiti, nokuti vanhu vose vaitsvaka kukuuraya vakafa.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Zvino Jehovha akanga ati kuna Mozisi ari muMidhiani, “Dzokera kuIjipiti, nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.”

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 4:19

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa