Eksodo 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Iye akati: Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoɗa kutuma naye. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200213 Iye akati, “Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoda kutuma naye.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi Mozisi akati, “Haiwa Jehovha, ndapota hangu, tumai henyu mumwe kuti aite izvozvo.” Onani mutuwo |