Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Tenzi akati kwaari, “Ko ndianiko akasika muromo womunhu? Ko ndiani anoita kuti munhu ave mbeveve kana matsi? Ndiani anopa munhu maziso, kana kumupofomadza? Handiti ndini iyeni Tenzi here?

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Jehova akati kwaari: Ndianiko wakaita muromo womunhu, ndianiko unoita mbeʋeʋe kana matsi, kana unoʋona, kana ɓofu? Ko handizini Jehova here?

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Jehovha akati kwaari, “Ndianiko akaita muromo womunhu, ndianiko anoita mbeveve kana matsi, kana anoona, kana bofu? Ko handizi Jehovha here?

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Tenzi akati kwaari, “Ko ndianiko akasika muromo womunhu? Ko ndiani anoita kuti munhu ave mbeveve kana matsi? Ndiani anopa munhu maziso, kana kumupofomadza? Handiti ndini iyeni Tenzi here?

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Tenzi akati kwaari, “Ko ndianiko akasika muromo womunhu? Ko ndiani anoita kuti munhu ave mbeveve kana matsi? Ndiani anopa munhu maziso, kana kumupofomadza? Handiti ndini iyeni Tenzi here?

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Jehovha akati kwaari, “Ndianiko akapa munhu muromo? Ndianiko anomuita matsi kana mbeveve? Ndiani anomusvinudza kana kumuita bofu? Handisini here, Jehovha?

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 4:11

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa