Eksodo 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akapindura achiti, “Ko, kana vaIsiraeri vakaramba kubvuma zvandichareva vasinganditeereri vachiti, ‘Inhema, Tenzi haana kuzviratidza kwauri, panozoitwa sei?’ ” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mosesi akapindura, akati: Asi tarirai, haʋaŋganditendi, kana kuterera inzwi raŋgu, nokuti ʋacati: Jehova haana‐kuɀiratidza kwauri. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mosesi akapindura akati, “Asi tarirai, havanganditendi, kana kuteerera izwi rangu, nokuti vachati, ‘Jehovha haana kuzviratidza kwauri.’ ” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akapindura achiti, “Ko, kana vaIsiraeri vakaramba kubvuma zvandichareva vasinganditeereri vachiti, ‘Inhema, Tenzi haana kuzviratidza kwauri, panozoitwa sei?’ ” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mosesi akapindura achiti, “Ko, kana vaIsiraeri vakaramba kubvuma zvandichareva vasinganditeereri vachiti, ‘Inhema, Tenzi haana kuzviratidza kwauri, panozoitwa sei?’ ” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mozisi akapindura akati, “Ko, kana vakasanditenda kana kunditeerera uye vakati, ‘Jehovha haana kuzviratidza kwauri’?” Onani mutuwo |