Eksodo 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋari akati kunaMosesi: NDICAƲA IYE WANDICAƲA. Akati: Undoti kuʋana ʋaIsraeri: NDICAƲA ndiye wakandituma kwamuri. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200214 Mwari akati kuna Mosesi, “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.” Akati, “Unoti kuvana vaIsiraeri, ‘NDICHAVA ndiye akandituma kwamuri.’ ” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mwari akati kuna Mozisi, “Ndiri Wandiri. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaura kuvaIsraeri: ‘Ndiri’ andituma kwamuri.” Onani mutuwo |