Eksodo 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Saka zvino chiuya ndikutume kuna Farao, kundoburitsa vanhu vangu vaIsiraeri muIjipiti.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Naiɀoɀo ɀino ʋuya ndikutume kunaFarao, kuti undoɓuɗisa ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ʋaIsraeri muEgipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200210 Naizvozvo zvino uya ndikutume kuna Farao, kuti undobudisa vanhu vangu, vana vaIsiraeri muIjipiti.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Saka zvino chiuya ndikutume kuna Farao, kundoburitsa vanhu vangu vaIsiraeri muIjipiti.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona10 Saka zvino chiuya ndikutume kuna Farao, kundoburitsa vanhu vangu vaIsiraeri muIjipiti.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Saka chienda, zvino, ndiri kukutuma kuna Faro kuti undobudisa vanhu vangu vaIsraeri kubva muIjipiti.” Onani mutuwo |