Eksodo 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akariŋga‐riŋga, ɀino aciʋona kuti hapanomunhu’po, akaʋuraya muEgipita, akamuʋiga mujeca. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200212 Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akaringa-ringa ndokuona kusina munhu achibva auraya muIjipita, ndokumuviga mujecha. Onani mutuwo |