Eksodo 12:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ngavadye nyama yacho usiku ihwohwo yakaita zvokugochwa, vaidye pamwechete nechingwa chisina mbiriso nemiriwo inovava. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋadye nyama yaro ʋusiku ubgo, yakagocwa pamŋoto, neciŋgwa cisina‐kuʋiriswa; ʋaidye nemiriʋo inoʋaʋa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20028 Vadye nyama yaro usiku ihwohwo, yakagochwa pamoto, nechingwa chisina kuviriswa; vaidye nemiriwo inovava. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ngavadye nyama yacho usiku ihwohwo yakaita zvokugochwa, vaidye pamwechete nechingwa chisina mbiriso nemiriwo inovava. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ngavadye nyama yacho usiku ihwohwo yakaita zvokugochwa, vaidye pamwechete nechingwa chisina mbiriso nemiriwo inovava. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Usiku ihwohwo vanofanira kudya nyama yakagochwa pamoto, pamwe chete nemiriwo inovava, nechingwa chisina mbiriso. Onani mutuwo |