Eksodo 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ngavatore rimwe ropa, varizore pamagwatidziro maviri apamusuo napachivivo pamusoro pemisuo yomudzimba mavachaidyira. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ŋgaʋatore rimŋe ropa raro, ʋariise pamagwatidziro maʋiri egonhi, napaciʋiʋo cokumsoro, padzimba paʋacaridyira. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20027 Zvino ngavatore rimwe ropa raro, variise pamagwatidziro maviri egonhi, napachivivo chokumusoro, padzimba pavacharidyira. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ngavatore rimwe ropa, varizore pamagwatidziro maviri apamusuo napachivivo pamusoro pemisuo yomudzimba mavachaidyira. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ngavatore rimwe ropa, varizore pamagwatidziro maviri apamusuo napachivivo pamusoro pemisuo yomudzimba mavachaidyira. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo vanofanira kutora rimwe ropa vagoriisa pamagwatidziro maviri egonhi napazvivivo zvedzimba dzavanodyira makwayana vari. Onani mutuwo |