Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 12:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ichengetei kusvikira pazuva regumi nechina romwedzi iwoyu. Ipapo gungano rose ravaIsiraeri ndipo parichauraya hwayana dzacho, zuva richangodoka.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 ɀino muriceŋgete kuȿikira pazuʋa regumi namanna romŋedzi, ipapo ʋuŋgano yose yaʋanhu ʋose ʋaIsraeri ŋgaʋariʋuraye maɗekwana.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

6 zvino murichengete kusvikira pazuva regumi namana romwedzi, ipapo ungano yose yavanhu vose vaIsiraeri ngavariuraye madekwana.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ichengetei kusvikira pazuva regumi nechina romwedzi iwoyu. Ipapo gungano rose ravaIsiraeri ndipo parichauraya hwayana dzacho, zuva richangodoka.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ichengetei kusvikira pazuva regumi nechina romwedzi iwoyu. Ipapo gungano rose ravaIsiraeri ndipo parichauraya hwayana dzacho, zuva richangodoka.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Muzvichengete kusvikira pazuva regumi namana romwedzi, ipapo ungano yose yeIsraeri inofanira kuzviuraya panguva yamadekwana.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 12:6

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa