Eksodo 12:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chipfuwo ichocho ngachive chisina chinoshoreka pachiri, chiri chikono chine gore rimwechete, chingave hwayana kana mbudzana. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Gwaiana renyu ŋgarirege kuʋa necinhu cisakafanira, mukono wegore rimŋe; muritore pamakwai kana pambudzi; Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20025 Gwayana renyu ngarirege kuva nechinhu chisakafanira, mukono wegore rimwe; muritore pamakwai kana pambudzi; Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chipfuwo ichocho ngachive chisina chinoshoreka pachiri, chiri chikono chine gore rimwechete, chingave hwayana kana mbudzana. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona5 Chipfuwo ichocho ngachive chisina chinoshoreka pachiri, chiri chikono chine gore rimwechete, chingave hwayana kana mbudzana. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvipfuwo zvamunosarudza zvinofanira kuva mikono yegore rimwe chete isina chainopomerwa, uye munogona kuzvitora kubva kumakwai kana kumbudzi. Onani mutuwo |