Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 12:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Chirariro chePasika ngachidyirwe mumba makaremo machagadzirirwa. Musabude zvenyu kana nakanyama kayo mumba iyoyo. Regai kutyora kunyange pfupa rimwechete zvaro rehwayana yacho.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Inofanira kudyirwa mumba mumŋe; haufaniri kutora imŋe nyama ukaenda nayo kunze kweimba; ʋuye musavuna fupa raro.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Inofanira kudyirwa mumba mumwe; haufaniri kutora imwe nyama ukaenda nayo kunze kweimba; uye musavhuna pfupa raro.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Chirariro chePasika ngachidyirwe mumba makaremo machagadzirirwa. Musabude zvenyu kana nakanyama kayo mumba iyoyo. Regai kutyora kunyange pfupa rimwechete zvaro rehwayana yacho.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Chirariro chePasika ngachidyirwe mumba makaremo machagadzirirwa. Musabude zvenyu kana nakanyama kayo mumba iyoyo. Regai kutyora kunyange pfupa rimwechete zvaro rehwayana yacho.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 “Inofanira kudyirwa muimba imwe chete; musabuda neimwe nyama kunze kwemba. Musavhuna kana bvupa.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 12:46

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa