Eksodo 12:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Tenzi akataurira Mosesi naAroni kuti, “Heinoi mirao yePasika. Mutorwa haabvumirwi kudya Pasika. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Jehova akati ʋo kunaMosesi naAroni: Murairo wepaseka ndiwo: Mutorwa ŋgaarege kuidya. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200243 Jehovha akatiwo kuna Mosesi naAroni, “Murayiro wePasika ndiwo: Mutorwa ngaarege kuidya. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Tenzi akataurira Mosesi naAroni kuti, “Heinoi mirao yePasika. Mutorwa haabvumirwi kudya Pasika. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona43 Tenzi akataurira Mosesi naAroni kuti, “Heinoi mirao yePasika. Mutorwa haabvumirwi kudya Pasika. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Iyi ndiyo mitemo yePasika: “Mutorwa haafaniri kuidya. Onani mutuwo |