Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 12:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Usiku ihwohwo, Tenzi akarindira kuitira kuti anunure vaIsiraeri. Naizvozvo usiku ihwohwu vaIsiraeri vanofanira kugaririrawo vachipembererera Tenzi pazvizvarwa nezvizvarwa zvavo zvose.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Ʋusiku ubgo ʋunofanira kuraŋgarirwa Jehova, nokuti wakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita nabgo. Ndibgo ʋusiku bgaJehova, ʋunofanira kuraŋgarirwa kwaɀo naʋana ʋaIsraeri ʋose namarudzi aʋo ose.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Usiku ihwohwo unofanira kurangarirwa Jehovha, nokuti akavabudisa panyika yeIjipiti nahwo. Ndihwo usiku hwaJehovha, unofanira kurangarirwa kwazvo navana vaIsiraeri vose namarudzi avo ose.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Usiku ihwohwo, Tenzi akarindira kuitira kuti anunure vaIsiraeri. Naizvozvo usiku ihwohwu vaIsiraeri vanofanira kugaririrawo vachipembererera Tenzi pazvizvarwa nezvizvarwa zvavo zvose.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Usiku ihwohwo, Tenzi akarindira kuitira kuti anunure vaIsiraeri. Naizvozvo usiku ihwohwu vaIsiraeri vanofanira kugaririrawo vachipembererera Tenzi pazvizvarwa nezvizvarwa zvavo zvose.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Usiku uhwo hunofanira kurangarirwa Jehovha, nokuti akavabudisa muIjipiti nahwo. Ndihwo usiku hwaJehovha, hunofanira kurangarirwa kwazvo navana vaIsraeri vose namarudzi avo ose.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 12:42

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa