Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 12:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Pazuva chairo rakakwana mazana mana amakore namakore makumi matatu, ndiwo musi wakabuda hondo dzose dzavanhu vaTenzi munyika yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Pakupera kwamakore anamazana manna namakumi matatu, nomusi iwoyo, hondo dzose dzaJehova dzakaɓuɗa munyika yeEgipita.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Pakupera kwamakore ana mazana mana namakumi matatu, nomusi iwoyo, hondo dzose dzaJehovha dzakabuda munyika yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Pazuva chairo rakakwana mazana mana amakore namakore makumi matatu, ndiwo musi wakabuda hondo dzose dzavanhu vaTenzi munyika yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Pazuva chairo rakakwana mazana mana amakore namakore makumi matatu, ndiwo musi wakabuda hondo dzose dzavanhu vaTenzi munyika yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Pakupera kwamakore mazana mana namakumi matatu, kusvikira pazuva racho iroro, ungano yose yavanhu vaJehovha yakabva muIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 12:41

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa