Eksodo 12:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Tenzi akaita kuti vaIjipiti vaitire vaIsiraeri mwoyochena wokuvapa zvavakakumbira. Naizvozvo vaIsiraeri vakarozva upfumi hwevaIjipiti. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Jehova akapa ʋanhu nyasha pamberi paʋaEgipita, ʋakaʋapa iɀoɀo ɀaʋakakumbira; ʋakapedzera ʋaEgipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200236 Jehovha akapa vanhu nyasha pamberi pavaIjipiti, vakavapa izvozvo zvavakakumbira; vakapedzera vaIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Tenzi akaita kuti vaIjipiti vaitire vaIsiraeri mwoyochena wokuvapa zvavakakumbira. Naizvozvo vaIsiraeri vakarozva upfumi hwevaIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona36 Tenzi akaita kuti vaIjipiti vaitire vaIsiraeri mwoyochena wokuvapa zvavakakumbira. Naizvozvo vaIsiraeri vakarozva upfumi hwevaIjipiti. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Jehovha akapa vanhu nyasha pamberi pavaIjipita, uye vakavapa zvavakakumbira; saka vakapamba vaIjipita. Onani mutuwo |