Eksodo 12:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaIsiraeri vakarongedza midziyo iyoyo yaiva nemikanyiwa yechingwa yakanga isina mbiriso. Vakaputira midziyo muhanzu dzavo vakaitakura pamapfudzi avo. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋanhu ʋakatora mukanyiwa waʋo, usati waʋiriswa, nemidziyo yaʋo yokukanyira yakaputirwa muŋguʋo dzaʋo pamafudzi aʋo. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200234 Vanhu vakatora mukanyiwa wavo, usati waviriswa, nemidziyo yavo yokukanyira yakaputirwa munguo dzavo pamafudzi avo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaIsiraeri vakarongedza midziyo iyoyo yaiva nemikanyiwa yechingwa yakanga isina mbiriso. Vakaputira midziyo muhanzu dzavo vakaitakura pamapfudzi avo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona34 VaIsiraeri vakarongedza midziyo iyoyo yaiva nemikanyiwa yechingwa yakanga isina mbiriso. Vakaputira midziyo muhanzu dzavo vakaitakura pamapfudzi avo. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Saka vanhu vakatora mukanyiwa wavo usati waiswa mbiriso, vakatakura pamapfudzi avo mumidziyo yokukanyira vakazviputira mumicheka. Onani mutuwo |