Eksodo 12:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 VaIjipiti vakakurudzira vaIsiraeri kuti vakurumidze kubuda munyikamo vachiti, “Kana mukasaenda tose tingapere kufa.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ƲaEgipita ʋakakurudzira ʋanhu kwaɀo, kuti ʋakurumidze kuʋaɓuɗisa panyika, nokuti ʋakati: Isu tofa tose! Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200233 VaIjipiti vakakurudzira vanhu kwazvo, kuti vakurumidze kuvabudisa panyika, nokuti vakati, “Isu tofa tose!” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 VaIjipiti vakakurudzira vaIsiraeri kuti vakurumidze kubuda munyikamo vachiti, “Kana mukasaenda tose tingapere kufa.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona33 VaIjipiti vakakurudzira vaIsiraeri kuti vakurumidze kubuda munyikamo vachiti, “Kana mukasaenda tose tingapere kufa.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 VaIjipita vakakurudzira vanhu kuti vakurumidze kubva munyika. Nokuti vakati, “Zvimwe tingafa tose!” Onani mutuwo |