Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 12:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Usiku ihwohwo Farao namachinda ake ose navaIjipiti vose vakamuka rikave zhowezhowe kuchema muIjipiti nokuti kwakanga kusina musha wakanga usina rufu.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino Farao akamuka ʋusiku, iye naʋaranda ʋake naʋaEgipita ʋose, kukaʋa nokucema kukuru paEgipita, nokuti kwakaŋga kusineimba musinawakafa;

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino Farao akamuka usiku, iye navaranda vake navaIjipiti vose, kukava nokuchema kukuru paIjipiti, nokuti kwakanga kusina imba musina akafa;

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Usiku ihwohwo Farao namachinda ake ose navaIjipiti vose vakamuka rikave zhowezhowe kuchema muIjipiti nokuti kwakanga kusina musha wakanga usina rufu.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Usiku ihwohwo Farao namachinda ake ose navaIjipiti vose vakamuka rikave zhowezhowe kuchema muIjipiti nokuti kwakanga kusina musha wakanga usina rufu.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Faro namachinda ake ose uye navaIjipita vose vakamuka usiku, uye kwakava nokuungudza kukuru muIjipiti, nokuti kwakanga kusina imba isina munhu akanga afa.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 12:30

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa