Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 12:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Kuzoti pava pakati pousiku Tenzi akauraya matangwe echirume ose omunyika yeIjipiti, kubvira pamwanakomana waFarao wedangwe raizogara nhaka youmambo kusvikira kudangwe romusungwa akanga ari mujeri namatangwe ose ezvipfuwo.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino pakati poʋusiku Jehova wakaroʋa mataŋgwe ose panyika yeEgipita, kubva paɗaŋgwe raFarao waizogara pacigaro cake coʋushe, kuȿikira paɗaŋgwe romusuŋgwa wakaŋga ari mutoroŋgo, naʋana ʋose ʋemhoŋgora dzeɀipfuwo.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino pakati pousiku Jehovha akarova madangwe ose panyika yeIjipiti, kubva padangwe raFarao aizogara pachigaro chake choushe, kusvikira padangwe romusungwa akanga ari mutorongo, navana vose vemhongora dzezvipfuwo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Kuzoti pava pakati pousiku Tenzi akauraya matangwe echirume ose omunyika yeIjipiti, kubvira pamwanakomana waFarao wedangwe raizogara nhaka youmambo kusvikira kudangwe romusungwa akanga ari mujeri namatangwe ose ezvipfuwo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Kuzoti pava pakati pousiku Tenzi akauraya matangwe echirume ose omunyika yeIjipiti, kubvira pamwanakomana waFarao wedangwe raizogara nhaka youmambo kusvikira kudangwe romusungwa akanga ari mujeri namatangwe ose ezvipfuwo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Pakati pousiku Jehovha akarova matangwe ose omuIjipiti, kubva padangwe raFaro, iye aizogara pachigaro choushe, kusvika kudangwe romusungwa, akanga ari mutorongo, nedangwe rezvipfuwo zvosewo.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 12:29

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa