Eksodo 12:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 VaIsiraeri vakaenda vakandoita zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi naAroni. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita saiɀoɀo; Mosesi naAroni seɀaʋakaŋga ʋarairwa naJehova, ndiɀo ɀaʋakaita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200228 Vana vaIsiraeri vakaita saizvozvo; Mosesi naAroni sezvavakanga varairwa naJehovha, ndizvo zvavakaita. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 VaIsiraeri vakaenda vakandoita zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi naAroni. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona28 VaIsiraeri vakaenda vakandoita zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi naAroni. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 VaIsraeri vakaita sezvakanga zvarayirwa naJehovha kuna Mozisi naAroni. Onani mutuwo |