Eksodo 12:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Imi navana venyu, chengetai izvozvi somurao wenyu narini narini. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ceŋgeta cinhu ico, uʋe murairo kwauri nokuʋana ʋako nokusiŋgaperi. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200224 Chengeta chinhu ichocho, uve murayiro kwauri nokuvana vako nokusingaperi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Imi navana venyu, chengetai izvozvi somurao wenyu narini narini. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona24 Imi navana venyu, chengetai izvozvi somurao wenyu narini narini. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Muteerere mirayiro iyi ive mitemo kwamuri nokuzvizvarwa zvenyu nokusingaperi. Onani mutuwo |