Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 12:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mosesi akakokorodza vakuru vakuru vavaIsiraeri akati, “Endai mutorere mhuri dzenyu hwayana kana mbudzana mubayire Pasika.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino Mosesi akaɗana ʋakuru ʋose ʋaʋaIsraeri, akati kwaʋari: Endai mundotora makwaiana anoriŋgana mhuri dzenyu, muɓaye paseka.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino Mosesi akadana vakuru vose vavaIsiraeri, akati kwavari, “Endai mundotora makwayana anoringana mhuri dzenyu, mubaye Pasika.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mosesi akakokorodza vakuru vakuru vavaIsiraeri akati, “Endai mutorere mhuri dzenyu hwayana kana mbudzana mubayire Pasika.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mosesi akakokorodza vakuru vakuru vavaIsiraeri akati, “Endai mutorere mhuri dzenyu hwayana kana mbudzana mubayire Pasika.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ipapo Mozisi akadana vakuru vose veIsraeri akati kwavari, “Endai izvozvi mundosarudza zvipfuwo zvemhuri dzenyu mugouraya gwayana rePasika.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 12:21

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa