Eksodo 12:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Musambodya zvenyu chingwa chine mbiriso. Mose mamunenge mugere munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Regai kudya cinhu cakaʋiriswa; padzimba dzenyu dzose mudye ɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200220 Regai kudya chinhu chakaviriswa; padzimba dzenyu dzose mudye zvingwa zvisina kuviriswa.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Musambodya zvenyu chingwa chine mbiriso. Mose mamunenge mugere munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona20 Musambodya zvenyu chingwa chine mbiriso. Mose mamunenge mugere munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Musadya chinhu chakabikwa nembiriso. Pose pamunogara, munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.” Onani mutuwo |