Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 12:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ropa repadzimba dzamuchange muri ndorichava chiratidzo chenyu. Kana ndikaona ropa iroro, ndichakudarikai kuti murege kuwirwa nenhamo ingakuparadzei pandicharova nyika yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi ropa ricaʋa ciratidzo kwamuri padzimba mamugere; kana ndiciʋona ropa ndicakupfuʋurai, kuti ɗambudziko rirege kukuwirai, rikuparadzei, kana ndiciroʋa nyika yeEgipita.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi ropa richava chiratidzo kwamuri padzimba mamugere; kana ndichiona ropa ndichakupfuurai, kuti dambudziko rirege kukuwirai, rikuparadzei, kana ndichirova nyika yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ropa repadzimba dzamuchange muri ndorichava chiratidzo chenyu. Kana ndikaona ropa iroro, ndichakudarikai kuti murege kuwirwa nenhamo ingakuparadzei pandicharova nyika yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ropa repadzimba dzamuchange muri ndorichava chiratidzo chenyu. Kana ndikaona ropa iroro, ndichakudarikai kuti murege kuwirwa nenhamo ingakuparadzei pandicharova nyika yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ropa richava chiratidzo kwamuri mudzimba dzamunogara; uye ndikaona ropa, ndichapfuura pamuri. Hapana hosha inoparadza ichakubatai pandicharova Ijipiti.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 12:13

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa