Eksodo 11:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi akati, “Zvanzi naTenzi, ‘Nhasi uno pakati pousiku ndichapfuura nomuIjipiti. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino Mosesi akati: Ɀanzi naJehova: Kana paʋa pakati poʋusiku, ndicaɓuɗa ndikafamba napakati peEgipita; Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20024 Zvino Mosesi akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Kana pava pakati pousiku, ndichabuda ndikafamba napakati peIjipiti; Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi akati, “Zvanzi naTenzi, ‘Nhasi uno pakati pousiku ndichapfuura nomuIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mosesi akati, “Zvanzi naTenzi, ‘Nhasi uno pakati pousiku ndichapfuura nomuIjipiti. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Saka Mozisi akati, “Zvanzi naJehovha: ‘Pakati pousiku ndichafamba napakati peIjipiti. Onani mutuwo |