Eksodo 11:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mosesi naAroni vakaita zviratidzo zvose izvozvi zvinoshamisa Farao achiona. Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vabve munyika yake. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mosesi naAroni ʋakaita ɀishamiso ɀiya ɀose pamberi paFarao, asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akasatendera ʋana ʋaIsraeri kubva munyika yake. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200210 Mosesi naAroni vakaita zvishamiso zviya zvose pamberi paFarao, asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akasatendera vana vaIsiraeri kubva munyika yake. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mosesi naAroni vakaita zviratidzo zvose izvozvi zvinoshamisa Farao achiona. Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vabve munyika yake. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mosesi naAroni vakaita zviratidzo zvose izvozvi zvinoshamisa Farao achiona. Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vabve munyika yake. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mozisi naAroni vakaita zvishamiso zvose izvi pamberi paFaro, asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro uye haana kuda kutendera vaIsraeri kuti vabude munyika yake. Onani mutuwo |