Eksodo 10:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi Jehova wakawomesa mŋoyo waFarao, akaramba kuʋatendera kuenda. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200227 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFarao, akaramba kuvatendera kuenda. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tenzi akaita kuti Farao aomese mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Asi Jehovha akaomesa mwoyo waFaro, saka haana kuda kuvatendera kuti vaende. Onani mutuwo |