Eksodo 10:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Mosesi akati: Munofanira kutipa ʋo mumaʋoko eɗu ɀokuɓayira neɀipiriso ɀokupisa ɀatiŋgandoɓayira Jehova Mŋari weɗu. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200225 Mosesi akati, “Munofanira kutipawo mumaoko edu zvokubayira nezvipiriso zvokupisa zvatingandobayira Jehovha Mwari wedu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mosesi akati, “Zvinoreva here kuti imi ndimi muchatipa zvipfuwo zvokundobaya tichipisira kuna Tenzi, Mwari wedu? Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi Mozisi akati, “Munofanira kutitendera kuti tive nezvibayiro uye nezvipiriso zvinopiswa kuti tipe kuna Jehovha Mwari wedu. Onani mutuwo |