Eksodo 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.” Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo ɀino ndikaŋganwirei ɀiʋi ɀaŋgu ŋguʋa ino ɓedzi, mukumbire kunaJehova Mŋari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu ɓedzi. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo zvino ndikanganwirei zvivi zvangu nguva ino bedzi, mukumbire kuna Jehovha Mwari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu bedzi.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.” Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.” Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zvino ndiregerereizve chivi changu uye munyengetere kuna Jehovha Mwari wenyu kuti abvise kwandiri dambudziko rinouraya iri.” Onani mutuwo |