Eksodo 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ipapo Farao akakurumidza kudaidza Mosesi naAroni akati, “Ndakatadzira Tenzi, Mwari wenyu ndikakutadziraiwo imi. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Farao akakurumidza kuɗana Mosesi naAroni, akati: Ndatadzira Jehova, Mŋari wenyu, nemi. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Farao akakurumidza kudana Mosesi naAroni, akati, “Ndatadzira Jehovha, Mwari wenyu, nemi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ipapo Farao akakurumidza kudaidza Mosesi naAroni akati, “Ndakatadzira Tenzi, Mwari wenyu ndikakutadziraiwo imi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ipapo Farao akakurumidza kudaidza Mosesi naAroni akati, “Ndakatadzira Tenzi, Mwari wenyu ndikakutadziraiwo imi. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Faro akakurumidza kudana Mozisi naAroni akati, “Ndatadzira Jehovha Mwari wenyu uye nemi. Onani mutuwo |