Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 10:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Dzakamomotera nyika yose, zvokuti pasi pakati ndo-o kusviba. Dzakadya zvose zvaiva munyika iyi. Dzakadyawo michero yose yomumiti yakanga yasiyiwa nechimvuramahwe. Hadzina kusiya kana shizha zvaro nyoro pamuti kana pane kai zvako muminda munyika yose zvayo yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti dzakafukidza nyika yose‐yose, nyika ikati ɀi! Dzikadya miti yose yenyika, nemicero yose yemiti, yakaŋga yasiyiwa necimvuramabge; hapana‐kuzosara kunyaŋge cinhu cimŋe citema pamiti, kana pamiriʋo yeminda, panyika yose yeEgipita.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti dzakafukidza nyika yoseyose, nyika ikati zvi! Dzikadya miti yose yenyika, nemichero yose yemiti, yakanga yasiyiwa nechimvuramabwe; hapana kuzosara kunyange chinhu chimwe chitema pamiti, kana pamiriwo yeminda, panyika yose yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Dzakamomotera nyika yose, zvokuti pasi pakati ndo-o kusviba. Dzakadya zvose zvaiva munyika iyi. Dzakadyawo michero yose yomumiti yakanga yasiyiwa nechimvuramahwe. Hadzina kusiya kana shizha zvaro nyoro pamuti kana pane kai zvako muminda munyika yose zvayo yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Dzakafukidza pasi pose kusvikira pasviba kuti svi-i. Dzakadya zvose zvakanga zvasara shure kwechimvuramabwe, zvinhu zvose zvaimera muminda uye michero yaiva pamiti. Hakuna chakasvibirira chakasara mumiti kana zvirimwa zvomunyika yose yeIjipiti.

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 10:15

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa