Eksodo 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hazvimboitika! Vanhurume chete ndivo vachaenda kundonamata Tenzi. Inga ndizvo zvamanga muchida wani!” Pakarepo Mosesi naAroni vakadzingwa pana Farao. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Haiȿa! Imi ʋarume endai henyu, mundonamata Jehova, nokuti ndiɀo ɀamakumbira. Ʋakadziŋgwa pamberi paFarao. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200211 Haisa! Imi varume endai henyu, mundonamata Jehovha, nokuti ndizvo zvamakumbira.” Vakadzingwa pamberi paFarao. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hazvimboitika! Vanhurume chete ndivo vachaenda kundonamata Tenzi. Inga ndizvo zvamanga muchida wani!” Pakarepo Mosesi naAroni vakadzingwa pana Farao. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona11 Hazvimboitika! Vanhurume chete ndivo vachaenda kundonamata Tenzi. Inga ndizvo zvamanga muchida wani!” Pakarepo Mosesi naAroni vakadzingwa pana Farao. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kwete! Varume chete ngavaende; vandonamata Jehovha, sezvo zviri izvo zvamanga muchikumbira.” Ipapo Mozisi naAroni vakadzingwa pamberi paFaro. Onani mutuwo |