Eksodo 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino paEgipita pakamuka mumŋe mambo mutȿa, wakaŋga asina‐kuziʋa Josefa. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20028 Zvino paIjipiti pakamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo mambo mutsva, akanga asingazivi nezvaJosefa, akatanga kutonga muIjipiti. Onani mutuwo |