Eksodo 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaɓerekana, ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba guru‐guru; nyika yakaŋga izere naʋo. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20027 Vana vaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru-guru; nyika yakanga izere navo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 asi vaIsraeri vakaberekana vakawanda zvikuru uye vakava vazhinji kwazvo, zvokuti nyika yakanga yazara navo. Onani mutuwo |