Eksodo 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vana vose vaJakobho pamwechete navazukuru vake, vaikwana makumi manomwe. Josefi akatenge avako kuIjipiti kare. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋabva muciʋuno caJakobo ʋakaŋga ʋari ʋanhu ʋanamakumi manomŋe; asi Josefa wakaŋga atoʋa Egipita. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20025 Zvino vanhu vose vakanga vabva muchiuno chaJakobho vakanga vari vanhu vana makumi manomwe; asi Josefa akanga atova Ijipiti. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vana vose vaJakobho pamwechete navazukuru vake, vaikwana makumi manomwe. Josefi akatenge avako kuIjipiti kare. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vana vose vaJakobho pamwechete navazukuru vake, vaikwana makumi manomwe. Josefi akatenge avako kuIjipiti kare. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvizvarwa zvose zvaJakobho zvakanga zviri makumi manomwe pakuwanda; Josefa akanga atova muIjipiti. Onani mutuwo |