Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mambo weIjipiti akazodaidza vananyamukuta ava akati, “Nhai imi! Ko makaitirei zvakadai izvi? Makaregerereiko vana vakomana vari vapenyu?”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Mambo weEgipita akaɗana madzimbuya, akati kwaʋari: Makaitireiko iɀoɀo, mukarega ʋanakomana ʋari ʋapenyu?

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Mambo weIjipiti akadana madzimbuya, akati kwavari, “Makaitireiko izvozvo, mukarega vanakomana vari vapenyu?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mambo weIjipiti akazodaidza vananyamukuta ava akati, “Nhai imi! Ko makaitirei zvakadai izvi? Makaregerereiko vana vakomana vari vapenyu?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mambo weIjipiti akazodaidza vananyamukuta ava akati, “Nhai imi! Ko makaitirei zvakadai izvi? Makaregerereiko vana vakomana vari vapenyu?”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ipapo mambo weIjipiti akadana vananyamukuta akavabvunza achiti, “Seiko maita izvi? Seiko marega vana vechikomana vari vapenyu?”

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 1:18

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa