Eksodo 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vananyamukuta ivava vaiva vanhu vaitya Mwari. Havana kuita zvavakanga vaudzwa namambo weIjipiti, asi vakarega vana vakomana vari vapenyu. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi madzimbuya akaŋga acitya Mŋari, akasaita seɀaakarairwa namambo weEgipita, asi ʋakarega ʋanakomana ʋari ʋapenyu haʋo. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200217 Asi madzimbuya akanga achitya Mwari, akasaita sezvaakarairwa namambo weIjipiti, asi vakarega vanakomana vari vapenyu havo. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vananyamukuta ivava vaiva vanhu vaitya Mwari. Havana kuita zvavakanga vaudzwa namambo weIjipiti, asi vakarega vana vakomana vari vapenyu. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vananyamukuta ivava vaiva vanhu vaitya Mwari. Havana kuita zvavakanga vaudzwa namambo weIjipiti, asi vakarega vana vakomana vari vapenyu. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi, vananyamukuta vakanga vachitya Mwari, uye havana kuita zvavakanga varayirwa namambo weIjipiti kuti vaite; vakarega vanakomana vari vapenyu. Onani mutuwo |