Eksodo 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mambo weIjipiti akataurira Shifura naPua vanyamukuta vaigamuchira vana paipona madzimai echiHebheru Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino mambo weEgipita akaʋudza madzimbuya aʋaHeberu, ʋainzi mumŋe Shifra, mumŋe Pua; Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200215 Zvino mambo weIjipiti akaudza madzimbuya avaHebheru, vainzi mumwe Shifura, mumwe Pua; Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mambo weIjipiti akataurira Shifura naPua vanyamukuta vaigamuchira vana paipona madzimai echiHebheru Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mambo weIjipiti akataurira Shifura naPua vanyamukuta vaigamuchira vana paipona madzimai echiHebheru Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mambo weIjipiti akati kuna vananyamukuta vechiHebheru vainzi Shifura naPua, Onani mutuwo |