Eksodo 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 VaIsiraeri pavaioneswa ndondo kudaro, ndipo pavakatonyanya kuwanda nokutekeshera nenyika yose iyoyo. Pamusana paizvozvi vaIjipiti vakatya vaIsiraeri zvikuru, Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi ʋaciramba ʋaciʋanetsa, iʋo ʋakaramba ʋaciwanda kwaɀo, ʋaciŋgopararira. Ʋakaʋora mŋoyo nokuɗa kwaʋana ʋaIsraeri Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 200212 Asi vachiramba vachivanetsa, ivo vakaramba vachiwanda kwazvo, vachingopararira. Vakaora mwoyo nokuda kwavana vaIsiraeri. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 VaIsiraeri pavaioneswa ndondo kudaro, ndipo pavakatonyanya kuwanda nokutekeshera nenyika yose iyoyo. Pamusana paizvozvi vaIjipiti vakatya vaIsiraeri zvikuru, Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona12 VaIsiraeri pavaioneswa ndondo kudaro, ndipo pavakatonyanya kuwanda nokutekeshera nenyika yose iyoyo. Pamusana paizvozvi vaIjipiti vakatya vaIsiraeri zvikuru, Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi pavakanyanya kudzvinyirirwa ndipo pavakanyanya kuwanda uye nokupararira; saka vaIjipita vakasvika pakutya vaIsraeri Onani mutuwo |