Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Eksodo 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.”

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 ʋuyai, ŋgatiʋafuŋgire zano, ʋarege kuwandisa, kuti kana kurwa kukamuka, iʋo ʋaŋgaɓatsirana naʋaʋeŋgi ʋeɗu, ʋakarwa nesu, ʋakabva panyika ino.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

10 uyai, ngativafungire zano, varege kuwandisa, kuti kana kurwa kukamuka, ivo vangabatsirana navavengi vedu, vakarwa nesu, vakabva panyika ino.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.”

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Uyai tivafungire zano nokuti vangazonyanya kuwanda uye kana hondo ikamuka, vangazobatana navavengi vedu, vakarwa nesu vakazobva munyika.”

Onani mutuwo Koperani

Eksodo 1:10

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa