Eksodo 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Haanoi mazita avaIsiraeri vakaenda kuIjipiti naJakobho, mumwe nomumwe nemhuri yake. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndiwo mazita aʋana ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋaenda Egipita: mumŋe nomumŋe wakaenda naJakobo anaʋeimba yake: Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20021 Ndiwo mazita avana vaIsiraeri vakanga vaenda Ijipiti: mumwe nomumwe akaenda naJakobho ana veimba yake: Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Haanoi mazita avaIsiraeri vakaenda kuIjipiti naJakobho, mumwe nomumwe nemhuri yake. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona1 Haanoi mazita avaIsiraeri vakaenda kuIjipiti naJakobho, mumwe nomumwe nemhuri yake. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri vakaenda naJakobho kuIjipiti, mumwe nomumwe nemhuri yake: Onani mutuwo |