Danieri 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pakati pamajaya iwaya paivawo naDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya vedzinza rokwaJudha. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino pakati paʋo pakaŋga panaDanieri naHanania naMishaeri naAzaria, ʋari ʋana ʋaJuda. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20026 Zvino pakati pavo pakanga pana Dhanieri naHanania naMishaeri naAzaria, vari vana vaJudha. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pakati pamajaya iwaya paivawo naDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya vedzinza rokwaJudha. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pakati pavo paiva navamwe vaibva kuJudha vaiti: Dhanieri, Hanania, Mishaeri naAzaria. Onani mutuwoShona BIBLE6 Zvino pakati pavo pakanga pana Dhanieri naHanania naMishaeri naAzaria, vari vana vaJudha. Onani mutuwo |