Baibulo la pa intaneti

- Zotsatsa -

Danieri 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mambo akataura navo. Zvino pakati pavo vose hapana mumwe akanga akaita saDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya. Naizvozvo vakabva vava vokushanda pana mambo.

Onani mutuwo Koperani

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Mambo akataurirana naʋo, pakati paʋose kukasawanikwa ʋakaŋga ʋakafanana naDanieri naHanania naMishaeri naAzaria; saka iʋo ʋakamira pamberi pamambo.

Onani mutuwo Koperani

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Mambo akataurirana navo, pakati pavose kukasawanikwa vakanga vakafanana naDhanieri naHanania naMishaeri naAzaria; saka ivo vakamira pamberi pamambo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Mambo akataura navo. Zvino pakati pavo vose hapana mumwe akanga akaita saDhanieri naHananiya naMishaeri naAzariya. Naizvozvo vakabva vava vokushanda pana mambo.

Onani mutuwo Koperani

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Mambo akataura navo, uye akasawana mumwe zvake akanga akaenzana navanaDhanieri, Hanania, Mishaeri naAzaria; saka vakapinda kuti vandoshandira mambo.

Onani mutuwo Koperani

Shona BIBLE

19 Mambo akataurirana navo, pakati pavose kukasawanikwa vakanga vakafanana naDhanieri naHanania naMishaeri naAzaria; saka ivo vakamira pamberi pamambo.

Onani mutuwo Koperani

Danieri 1:19

Titsatireni:

Zotsatsa

Zotsatsa