Eksodo 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona. Onani mutuwoBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Jehova akati kunaMosesi naAroni: Torai tsama dzamaɗota ecoto, Mosesi aakushire kuɗeŋga pamberi paFarao. Onani mutuwoShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi naAroni, “Torai tsama dzamadota echoto, Mosesi aakushire kudenga pamberi paFarao. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona. Onani mutuwoBhaibhiri Idzva rechiShona8 Tenzi akataurira Mosesi naAroni achiti, “Endai munokore dota muchoto, Mosesi arimwaye mudenga Farao achiona. Onani mutuwoBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, “Torai tsama dzamadota kubva pachoto mugoita kuti Mozisi aakushe mumhepo pamberi paFaro. Onani mutuwo |